Menu

Chinobhururuka Chinomhara

Chinobhururuka Chinomhara

Alfred Vhezha

  • Category - Fiction
£4.99£9.99

ABOUT THE BOOK

Heino ngano yepasichigare inoita seyakanangana nezvanhasi.

Munyika yeZungunye, vanhu vatambura. Huhmondi, hundyire, kupamba zvipfuyo, mbeswa nevakadzi venyangwe machinda ake; aya ndiwo matongero aMambo Paradza. Zvavekutoda vechidiki vaneushingi kuti vaunze shanduko, vatungamirire vanhu kuneramangwana rerugare nebudiriro. Vakaita saMunyaradzi, mwana waIshe Manyumbu, nemudzimai wake, Ndakachinyei. Asi, kubvisa utongi hwaMambo Paradza handinyore. Undofirapo hwake unomutuma kuti awedzere uipi hwake. Zvavekutoda kuti vatongi varipumosoro nyangwe pamadzimambo vapindire. Chiitiko ichi chinoburitsa zvakavanzwa zvenhoroondo yemhuri yaMunyaradzi, nezvemasimba anotungamirira vanhu.

"What Goes Up Must Come Down"

Alfred Vhezha's first novel is set in precolonial times, yet resonates with contemporary Zimbabwe. The people languish under the tyranny of King Paradza. Pillage, murder, violation of the wives of even his loyal courtiers characterise his reign. It will take the courage of forward-thinking youth, such as Munyaradzi the son of vassal Lord Manyumbu, and his wife, Ndakachinyei, to lead the people towards a more peaceful, prosperous future. It will also take the evocation of the land's ultimate rulers. Events from Munyaradzi's family history, and his own actions, come together in the final battle against Paradza's evil reign.